Browse Words
Shona Definition
Uyu munhu anokangaidza kana kubvorongodza zvinhu zvinonakidza, kana kuti vanhu vakazvidekarira zvavo. mabvongodze 1a, mafushanise 1a .
English Translation
This person tends to ruin or spoil interesting things, or people who are enjoying themselves. They cause disruption and mess things up.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“mafuruse .”
from mafushanise