Shona Definition
Iri izwi rinoshandiswa nomunhu achiramba, kana kuti achida kuratidza kuti haasi kuda zviri kutaurwa, kana kuti haawirirani nazvo. Paakanzi aroorwe nedhara, akati kwete. Iri izwi rinoshandiswa nemunhu achigangaridza anenge achitaura kuti asaenderere mberi nenyaya. Pandakangoedza kuti nditi chakati iye akabva angondigangaridza achingoti
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kari upfu hunomwayiwa munyama kana mumuriwo kuti uvavirire, asi kwete kuzovava chaiko semhiripiri.”
from kari“Sadza rinonaka kudya nomukaka wakakora, kwete mumbishi.”
from -kora“Kana zuva ra kwira kunze kunenge kwatoedza kare, nguva dzava kuma9 kana Muroora anotarisirwa kumuka rungwanangwana achishanda basa pamusha, kwete kuzomuka zuva rakwira.”
from -kwira“Nzungu dzinoda kungonzi kavi kavi nebadza, kwete kuita zvokukanda uchitevera gejo.”
from kavi“aiwa, bodo, kwete .”
from hwava“Munhurume ndiye anofambira mukadzi waanenge achida kwete kuti mukadzi afambire murume.”
from Muonde haufambiri shiri