DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Muonde haufambiri shiri

Shona Definition

Kugara nokugara zviri pachena kuti kana munhu anenge achida chinhu ndiye anotochifambira. Munhurume ndiye anofambira mukadzi waanenge achida kwete kuti mukadzi afambire murume.

English Translation

It has always been plain that whoever wants something is the one who must go to it; the fig tree does not travel to the birds.

Cultural Context

“Applied to courtship, where it is the man who is expected to go after the woman he wants, not the other way round.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Mhuka hairondwi isina kusiya gwara reropa

Kana musikana asina kukupa kachenesamwoyo kana kutaura mazwi anorerekera kurudo haakodzeri kuteverwa kana kutaurwa naye zvakare.

An animal that has left no blood trail cannot be tracked. A suitor should pursue a woman who has given him some encouragement, but with no sign of interest from her there is nothing to follow.