Used in other entries
“Aka kambuyu kanogara munzvimbo dzine madhaka, kakaita segurwe asi iko kari kadiki.”
from chinyamunjororo“Kanongo kanhu kadiki kari pamunhu kanomuipisa.”
from kanongo“Aka kachuru kadiki kanenge kari mubani.”
from gurufifa“Gwere kaimba kari mumba huru inogara vanhu, kanochengeterwa mhuri ichiri diki.”
from gwere“rukweza Njera kadutu kezviyo kanenge kari pahuyo kakamirira kukuyiwa.”
from njera“Kuti tumbwa tumbwa kukwirira nokudzikira kunoita katanda kakaoma, kari pamusoro pemvura.”
from tumbwa tumbwa