DuraMazwi
Browse Words
Words

-kukura

Shona Definition

Ku kukura kubvisa mvura inenge yakazara panzvimbo, sezvingaita pachivanze kana kwambenge kuchinaya. Ku kukura kuunganidza marara nereki kana neupi zvawo mudziyo, kuitira kuti azopiswa kana kuzoorerwa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.