Browse Words
Shona Definition
Ku karara kukosora kunoita munhu achiburitsa mate ane madzihwa akakora. Kukarara uchisvipa pane vamwe vanhu zvinosemesa. Ku karara kudanidzira kunoita munhu, zvikuru pakuchaira mombe dzichirima.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.