Browse Words
Shona Definition
Karenda ibhuku kana kuti pepa guru rimwe chete rine chirongwa chinoratidza mazuva, masvondo nemwedzi yegore rose, uye mazororo nemamwewo mazuva enyika akakosha. Kana pasina karenda mazuva anonetsa kuverenga.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.