DuraMazwi
Browse Words
Words

kanyama kanyama

Shona Definition

Kana mhuka kana munhu ukaitwa kanyama kanyama unenge warwiswa nevavengi vazhinji, vakasiya vakubvambura-bvambura. Mhuka yakaitwa kanyama kanyama nembwa dzaKapito.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.