Used in other entries
“Ishwa dzakati dzadzanu kubuda mumwena dzaona mwenje.”
from dzadzanu“Ishwa namajuru zviwanzausavi panguva yokunaya kwemvura.”
from chiwanzausavi“Aka kapuka kaduku, kane musoro muduku nemakwati makwati muviri wose, kusiya kwemusoro, uye kanodya masvosve, ishwa nemajuru.”
from hambakabvuka“Ku tukunyuka kumera kwehowa, kana kubuda pachuru kunoita ishwa.”
from -tukunyuka“Aka kapembenene kakaita kunge ishwa asi iko kasingadyiwi.”
from gururumba“Ishwa dzakati dzadzanu kubuda mumwena dzaona mwenje.”
from dzadzanu