Browse Words
Shona Definition
Kana chokudya chaku finha unenge waramba uchingodya chorudzi rumwe chete irworwo, zvokuti chinenge chisingachakunakiri, usisadi kuchidya zvakare. Kana mumwe munhu achiita zvinhu zvinoku finha , anenge achiramba achingoita zvausingadi kana kuti zvinokushatirisa. - sembura . Kana wa finhwa nechimwe chinhu unenge waneta nacho, usingachadi kuchiita zvakare. Shamwari, basa iri ndava kurirega nokuti randifinha. Kana uchisekera ku finha munhu unenge uchiseka zviya zvokumusvotesa. -pfida .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.