Used in other entries
“Haiwa, ibvapo isu vanhu kwavo tigare.”
from haiwa“Hava vana venyu venyu, isu takafundisa tikapedza.”
from hava“Isu vanamati doro utori mutupo.”
from mutupo“Marori mahombe anotiitira musindo isu tichida kurara.”
from musindo“Mai pavaikanda nzungu mumakomba ataiva tachera nemapadza, isu taitevera tichipfukura kuti shanga dzisadyiwa neshiri.”
from -pfukura“Ambuya vangu munhu wandinokudza nekutenda chaizvo, nekuti ndivo vakatiyarutsa isu vazukuru vavo tese tese.”
from -yarutsa