Browse Words
Shona Definition
Inzwi ishoko rimwe chete rinenge rataurwa kana kunyorwa nemunhu. izwi Uyu musindo unobuda kana mumwe munhu achitaura, zvokuti zvokuti kana ukamunzva usingamuoni unogona kuziva kuti ndiani. izwi
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Dhemeti inzwi rokutuka ronoshandiswa nomunhu atsamwa.”
from dhemeti“Iri inzwi rinotaurwa kumagumo kwomubvunzo kazhinji richisimbisa zvavhunzwa.”
from here“inzwi”
from izwi“Kana uchi shevedza , munhu unenge uchishandisa inzwi kunyanya kumudaidza kuti auye kwauri.”
from -shevedza“Shoma inzwi rinoshandiswa kureva zvinhu zvisina kuwanda.”
from shoma“Saka inzwi rinoshandiswa kuvhunza muvhunzo.”
from saka