Used in other entries
“Amai vangu vaigara vachititaurira kuti upenyu makasa, saka tinofanira kugara takagadzirira nekuti hatizivi zvinoitika mangwana.”
from makasi“Iyi imari kana chimwewo chinhu chinopihwa muridzi wechipfeko chinenge chapfekwa nemumwewo munhu, kana chamugara zvekuti anenge ochida iye, saka zvine anenge opa muridzi wechipfeko chimwewo chinhu chekubata.”
from matafanirwa“naizvozvo, nekudaro, saka”
from nezvo“Saka wati hembe yangu yongorova zvayo kuti ndo-o here?”
from ndo-o“Ini handiguti sadza shoma, saka ndipeiwo rakawanda.”
from shoma“Kuzvarwa kwebudzi zvinoreva kuti pazvarwa mwanasikana saka vakuru vaiti kana zvadai, munhu anozoda kuroora mwana uyu aitanga atsvagira mbuya vepo mutanda zvichireva kuti abatira mwana wavo.”
from Pazvarwa budzi / tsoka hadziperi