Used in other entries
“Chionwa chirongwa chezvinhu zvakanyorwa zvakarongwa kuita mufananidzo mukati mechidzidzo, basa racho riri rokutobatsira kuratidza zviri kutsanangurwa muchidzidzo imomo.”
from chionwa“Mbigirwa imbambaira inochererwa gomba, yochengeterwa imomo makanaka, maisingaparwe nembudzi.”
from mbigirwa“Ku pinga kuvhara nzira kuti mhuka kana vanhu vagobatwa munzira imomo nechamunenge mateyesa.”
from -pinga“Piro ihomwe yakapfonyerwa tumachira, minhenga kana zvimwewo zvakanyorovera, kwava kusonerwa mukati imomo kuti igoshandiswa kutsamira pakurara.”
from piro“Hara kahomwe kedehwe kanowanzosungirirwa muchiuno, banga rakapfekerwa imomo.”
from hara