Used in other entries
“Dododza ishiri duku ina makumbo marefu, inogara mubani, inomhanya napasi zvikuru.”
from dododza“Ndakaputira tsamba yomudiwa wangu muhamviropu ina maruva.”
from hamvuropu“Kuti ngurungundu kurira kunoita mudenga kana kuchinaya mvura ina mabhanan'ana, kana kuomba kunoita mhuka sokuti imbwa kana yatsamwa sezvingaita imbwa.”
from ngurungundu“Iyi imari yakare yebepa kana yesimbi ina mashereni gumi.”
from mbofana“Gwanda ihembe yechirume ina maoko mapfupi, kana kuti yakatodimburwa maoko acho.”
from gwanda