DuraMazwi
Browse Words
Words

-pinga

Shona Definition

Ku pinga kuisa mushonga panzvimbo kuzvidzivirira kubva kumimwe mishonga yakashata yavavengi. Ku pinga kuvhara nzira kuti mhuka kana vanhu vagobatwa munzira imomo nechamunenge mateyesa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.