DuraMazwi
Browse Words
Words

hara

Shona Definition

Hara mudziyo wesimbi unoshandiswa nevarimi kuputsa mavhinga mumunda, kana kukura marara pachivanze.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.