Used in other entries
“Uku kufamba kunoita mvura mudziva kana mhepo ichivhuvhuta kana kuti makandwa ibwe.”
from masaisai“Uyu mupanje unosara usina kurimwa mumunda nekuda kwekuti gejo ranzvenga, kana kuti panenge pane ibwe kana muti.”
from mudhunduzuru“Pfihwa ibwe kana chidhina chinoshandiswa kutsigira hari kana poto iri pamoto.”
from pfihwa“Riva ibwe rehwendefa, rinoteyiwa kuti mbeva kana shiri zvinotswanyiwa kana zvapindamo.”
from riva“ibwe .”
from ihwe