Used in other entries
“Ku nengetedza kuteya riva zvinyoronyoro.”
from -nengetedza“Mhindya rutanda nekamukosi kanobata riva kuti rimire rakarerekera panenge pakateyewa mbeva kana shiri.”
from mhindya“Ichi chitanda chinoshandiswa kutsigira riva pakuteya mbeva.”
from chipimbidya“Kana uchi teya unenge uchigadzirira riva kana musungo, kuti kana mhuka ikafamba napo igobatwa.”
from -teya“Kana uchi dinhura unenge uchiwisa riva kana zvimwewo zvinenge zvakateyiwa.”
from -dinhura