DuraMazwi
Browse Words
Words

hama

Shona Definition

Hama yako munhu weropa rimwe chete, newe kana kuti munhu anoera mutupo umwe chete newe kana, kuti umwewo anobatanidzwa newe pakuroorerana. Pachivanhu hama dzomunhu hadziperi. ANTONYMS mutorwa

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries