Browse Words
Shona Definition
Mahara kushandira pasina muripo. Mukomana uyu ndiye wekafambira mahara, asvika akawana musikana wake akatoroorwa nemumwewo. Mahara kuwana chinhu pachena. Mahara ndechinhu chisingakosheswi. Zvekudadira hama zvinhu zvemahara nekuti rimwe zuva unozodzitsvaga ukadzishaya.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“mahara”
from fohora“Muranda munhu anosevenzera mumwe mahara, pasina chaanobhadharwa, sezvingaita nhapwa.”
from muranda“Undyire kufarira kudya zvevamwe mahara.”
from undyire