DuraMazwi
Browse Words
Words

-shora

Shona Definition

Kana uchi shora munhu kana zvimwewo zvinhu, unenge uchiona sezvamangamanga. Murume uyu anoshora hama dzake nokuti hadzina mari.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.