Used in other entries
“Akatsika chikandirwa, gumbo rake rikazvimba.”
from chikandirwa“Ku kamhina kufamba munhu achirerekera rimwe divi, nokuda kwekuti rimwe gumbo rinorwadza kana kuti rakaremara.”
from -kamhina“Ku gumbura kukonzera kuti munhu adzadzarike kana kupunzika nokuti anenge arovera gumbo pane chinhu chaanga asingaone.”
from -gumbura“Kuti gumhi kufamba kunoita munhu anenge akakuvara rimwe gumbo kana kuremara."”
from gumhi“Mutatu kufamba nemakumbo matatu kunoita imbwa, kana imwewo mhuka ine makumbo mana, kana yakuvara rimwe gumbo.”
from mutatu“Mudonzvo muti unoshandiswa pakufamba navanhu vanenge vakwegura, kana kuti nemunhu anenge akuvara gumbo.”
from mudonzvo