DuraMazwi
Browse Words
Words

-gumbura

Shona Definition

Ku gumbura kukonzera kuti munhu adzadzarike kana kupunzika nokuti anenge arovera gumbo pane chinhu chaanga asingaone. Kana chinhu chichi gumbura chinenge chichishatirisa. Kukonewa kwemwana muchikoro kwakagumbura mai vake.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.