Used in other entries
“Tinogarodhibhisa mombe dzedu kuti dzisaite madari.”
from dari“Patakasvika parwizi, mvura yaive yakawanda chaizvo, zvokuti takatokwinya hembe dzedu kuti tiwane kuyambuka.”
from -kwinya“Baba vakangoerekana vati kwiti kubva kuHarare tisingambovafungira, zvekuti vakatiwana takatosasana hedu neshamwari dzedu dzepamoyo.”
from kwiti“Pataiyambuka rwizi takasimudza hembe dzedu ndokudzikunya kuti dzisanyorove mumvura.”
from -kunya“Takatapudza huku dzedu nokutengesa.”
from -tapudza“Baba vakangoerekana vati kwiti kubva kuHarare tisingambovafungira, zvekuti vakatiwana takatosasana hedu neshamwari dzedu dzepamoyo.”
from kwiti