DuraMazwi
Browse Words
Words

-kwinya

Shona Definition

Kana uchi kwinya nguo kana kuti hembe unenge uchiipeta uchiikwidza kumusoro, uchigadzirira kuita rimwe basa, kana kuti ugofamba zvakanaka. Patakasvika parwizi, mvura yaive yakawanda chaizvo, zvokuti takatokwinya hembe dzedu kuti tiwane kuyambuka.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.