DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

kwiti

Shona Definition

Kuti kwiti kungoerekana munhu asvika kana kupinda pane imwe nzvimbo. Baba vakangoerekana vati kwiti kubva kuHarare tisingambovafungira, zvekuti vakatiwana takatosasana hedu neshamwari dzedu dzepamoyo.

English Translation

Describes suddenly turning up at or entering a place unexpectedly. Father suddenly appeared kwiti from Harare when we were not expecting him, so that he found us lounging about with our closest friends.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries