Used in other entries
“kusvikira, mupakara, dzamara”
from dakara“Iyi itsika yokurega zvawanga uchifanirwa kuita, uchifunga kuti uchazozviita munguva ichatevera, dzamara zvazokona.”
from chiverengera“Kana munhu achida kuti nhingi ataure naye, anoita zvimwe zvinhu nezvishereketo zvinotora mwoyo wouya dzamara amutanga.”
from Mashanje echakata / kutsvukira mumuti kuti ndiposherwe“Izvi ndizvo zvinomupa simba rokutsungirira dzamara abudirira.”
from Hari haiviri isina mukuchidziri.“Zviri nani kutanga basa mukukurumidza dzamara wasvika kumagumo kwaro pasina kuzosevenzera kuedza kubata nguva.”
from Kufamba kwadi-kwadi / unodokerwa womhanya“Kana ukarwa nomunhu, nyangwe ukamukurira, usamutandanisa dzamara apinda mumba make.”
from Mago anoruma waadenha