DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Mashanje echakata / kutsvukira mumuti kuti ndiposherwe

Shona Definition

Kana munhu achida kuti nhingi ataure naye, anoita zvimwe zvinhu nezvishereketo zvinotora mwoyo wouya dzamara amutanga. Zvikuru vasikana, unonzwa vachiita chikuwe chinoenda kure kuti vakomana vauye kwavari.

English Translation

The chakata fruit reddens conspicuously on the tree so that it will be pelted down — that is, one makes a show of oneself in order to be noticed. People who want another's attention behave in ways calculated to attract it.

Cultural Context

“Typically said of a girl who acts or talks strikingly to draw the notice of a boy who is ignoring her, and as a remark on vanity.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.