Browse Tsumo
Shona Definition
Kana ukarwa nomunhu, nyangwe ukamukurira, usamutandanisa dzamara apinda mumba make. Zvakare kana apinda mumba make iwe usamupindiramo, anokukuvadza. Munhu oga oga kana ari mumba make kana kuti munyika yake anorwa semvumba.
English Translation
Wasps only sting the person who provoked them. Having beaten an opponent, do not drive him further; a man cornered in his own home will fight back fiercely and the humiliation will come back on you.
Cultural Context
“Invoked to restrain a winner from pressing an advantage, since a person's home is regarded as a refuge that must be respected.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.