Used in other entries
“Dywechwe ruzha runoitwa neshiri dzakawanda kana vana vadiki vachichemedzana.”
from dywechwe“Dhunukwa imhuka yomudondo pfumbu, inogara pedyo nenzizi, inowanzofamba nedzimwe dzakawanda.”
from dhumukwa“Kana ukati dekeshu chinhu chinodyiwa senzungu, unenge uchidzimenya dzakawanda.”
from dekeshu“Kana munhu kana chinhu chaka kurumbira chinenge chichizivikanwa munzvimbo dzakawanda uye nevanhu vakawanda.”
from -kurumbira“Ava vanhu kana mhuka dzakawanda chaizvo, dzakazadza nzvimbo.”
from mafararira“Idzi imbesa dzinenge dzamera dzakawanda panzvimbo imwe chete.”
from gweshekweshe