Browse Words
Shona Definition
Ava vanhu vakawanda kana mhuka zhinji dzinenge dzichifamba dziri pamwe chete. Amisa mota paasangana negweshekweshe rembudzi. Idzi imbesa dzinenge dzamera dzakawanda panzvimbo imwe chete. mhomho
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.