DuraMazwi
Browse Words
Words

-kurumbira

Shona Definition

Kana munhu kana chinhu chaka kurumbira chinenge chichizivikanwa munzvimbo dzakawanda uye nevanhu vakawanda. Akakurumbira kwazvo pasi rose munyaya dzekuridza magitare. Kambo aka kaita mukurumbira nyika yose.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.