Browse Words
Shona Definition
Ku dudza kutaura pachena zvanga zvichimbovanzwa. Musikana akazvambaradzwa kusvika adudza akamuitisa pamuviri. Ku dudza kuchema zvinonzwika. Nyakufirwa aichema achidudza. Ku dudza kutsanangura zvinhu namazvo. Akadudza zvakaitika zvose nenzira inogutsa. Ku dudza kubudisa manzwi mumukanwa zvinonyatsonzwika. Vanhu vanomuterera nokuti anodudza manzwi ake.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.