Used in other entries
“Ku duka kugara mudzimba duku mamusinganyatsokwana.”
from -duka“Dododza ishiri duku ina makumbo marefu, inogara mubani, inomhanya napasi zvikuru.”
from dododza“duku .”
from nduku“Ku pipidza kumhanya munhu achikasira asi achiita nhano duku.”
from -pipidza“Kana simbi duku ikati nzvori inenge yadonha pasi isisaoneki yapfekera pamwe panhu.”
from nzvori“Kuti piringa piringa kufamba nokukasira kwemunhu mutete, achiita nhanho duku nokumheya zvishoma, achibva kune rimwe divi achienda kune rimwe.”
from piringa piringa