Used in other entries
“Chisikana chakazeya dhirezi rikati peku nokuti raiva chiwaya.”
from chiwaya“dhirezi .”
from hembe“Akapfeka dhirezi murima ndokurishunika.”
from -shunika“Kana Chenai akapfeka dhirezi idzva unoona nokufamba achidadadzika.”
from -dadadzika“Kuti gubvutu gubvutu kuita ruzha kunoita munhu anenge aine dhirezi kana hembe inosvika kumakumbo.”
from gubvutu gubvutu“Kuti gubvutu gubvutu kuita ruzha kunoita munhu anenge aine dhirezi kana hembe inosvika kumakumbo.”
from gubvutu gubvutu