Kana waka shunika chinhu, unenge wakaita kuti kumusoro kwacho kutarise pasi, kana kuti kunze kutarise mukati. Akapfeka dhirezi murima ndokurishunika.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.