DuraMazwi
Browse Words
Words

dakataka

Shona Definition

Uhu usavi hunobikwa nedovi roga rinenge rakwatiswa chaizvo. gwatakwata Uku kuwandisa kweupfumi kana zvimwe zvinhu zvinenge zvine munhu mumwe chete.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries