Shona Definition
Munhu ndowokumboedzawo kuzvibatsira oga ndokuzotambura zvake kana zvichinge zvakona. Zvokungomirira kupiwa navamwe hazvibatsiri nokuti dzimwe nguva vanogona kukunyima zvokuti unobva waita daka navo. Kana munhu akarima ndokushaya zvakakwana, hazvimupi shungu sedziya dzaangaite kana achinge akumbira munhu ndokumunyima.
English Translation
What comes out of your own granary is a different thing from what is handed to you. If you have tried to provide for yourself and still fall short, you have no one to blame; but if you begged from others and were refused, you have grounds for resentment.
Cultural Context
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
This is a variant of
Kunyimwa nomunda / hazvienzani nokunyimwa nomunhuBeing denied by a field that yields poorly is a very different matter from being refused by a fellow human being.