Used in other entries
“Uku kunzwa nyaya iri kutaurwawo nevamwe vanhu, iwe usina chokwadi nezvawanzwa.”
from manzwira“Guhwa kutaura maererano neumwe munhu uchireva chokwadi kana manyepo maererano naye iye asipo.”
from guhwa guwa“Uyu munhu asina chivimbo maari nekuti maitiro ake haana chokwadi nawo.”
from nhavatava“chokwadi .”
from ngedi“Iri izwi rinoshandiswa nomunhu asina chokwadi chakazara nezvaari kutaura nezvazvo.”
from mhoti“Ku mbunyikidza munhu kumukanganisa kuti atadze kutaura chokwadi chaanoziva, kana kumutadzisa kuburitsa pfungwa dzake pachena pane zvinenge zvichikurukurwa.”
from -mbunyikidza