Browse Words
Shona Definition
Ku chona kupererwa nemari zvachose zvokushaya kana chokubata. Muna Ndira munhu wese anenge achona nokuda kwezororo reKisimisi rinopedza mari. Ku chona kubva panzvimbo kana pamusha munhu achienda kwaasingazodzokizve kana kuti achindogarisako kwemakore mazhinji. Sekuru vake vakachonera Joni. -rova .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.