DuraMazwi
Browse Words
Words

-mbunyikidza

Shona Definition

Ku mbunyikidza munhu kumukanganisa kuti atadze kutaura chokwadi chaanoziva, kana kumutadzisa kuburitsa pfungwa dzake pachena pane zvinenge zvichikurukurwa. Kana munhu achi mbunyikidza anenge achikanyanisa zvinhu, zvisinganyatsoitwa nemazvo. Nyatsogeza zvakanaka, kwete kumbunyikidza zvaunomboita zviya, uchisara une mamhororodzi. -bvunyikidza .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.