Used in other entries
“Gundani kapuka kadiki, kane mazino emberi akapinza, kakafanana netsindi.”
from gundani“Aka kapuka kaduku, kane musoro muduku nemakwati makwati muviri wose, kusiya kwemusoro, uye kanodya masvosve, ishwa nemajuru.”
from hambakabvuka“Chikumo kapuka kadikidiki kanenge svosve, kanodya mukati memhodzi kana muti muchiora.”
from chikumo“Aka kapuka kane ganda rakaita serechitutamangoro, kanodya maonde kana tsamvi, kachionekwa nguva yezhizha.”
from n'angaure“Ngoko kapuka kanobhururuka, kanokungurutsa ndove koisa mumwena mako.”
from ngoko