Browse Words
Shona Definition
Mhuka chisikwa chine makumbo mana chinogara musango kana kupfuyiwa nevanhu. Mhuka chirwere chinokonzera kuti ropa ribude nomumhuno, kazhinji kana munhu achipiswa. mututu muhotwe Mhuka imota risingawanzorapika.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ku gooza kurova munhu kana mhuka zvakasimba zvokuti inopedzisira yafa.”
from -gooza“Ichi ndechinoteyeswa mhuka, chakaita sekaimba kanoti mhuka ikapinda haichabudi.”
from chizarira“Chipuka chisikwa chomusango chinogona kukuvadza vanhu kana dzimwe mhuka.”
from chipuka“Chidhuza munhu kana mhuka yakasimba chaizvo.”
from chidhuza“Dunzi inhunzi huru inoonekwa paurawa mhuka kana panonhuhwa.”
from dunzi“Urwu rudzi rwechipembenene chinowanzoonekwa paurawa mhuka.”
from chiteveravadzimba