DuraMazwi
Browse Words
Words

-chiridza

Shona Definition

Ku chiridza kuita kuti munhu abve rimwe divi achienda rimwe divi achiita zvokusvetuka. Ndachiridza mwana pagoronga.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.