Used in other entries
“Kuti gwava kumira uri chinhambwe kubva pamunhu waunoda kupa chikumbiro.”
from gwava“Urwu ruzha runenge ruchiitwa navanhu vari chinhambwe vachitaura zvinenge zvisinganyatsi kunzikwa.”
from chiwowowo“Nhanho chinhambwe chinenge chiri pakati pepanenge pakatsika rimwe gumbo, kusvika panenge pachizotsika gumbo rechipiri kana munhu achifamba.”
from nhanho“Ku panhakuta kufambisa komunhu akangwinya, achienda chinhambwe chakareba.”
from -panhakuta“Ku potsera kumhiza ruoko uchiregedza chaunenge wakabata, kuti chiende nemumhepo, chondowira chinhambwe.”
from -potsera“Kuti gwava kumira uri chinhambwe kubva pamunhu waunoda kupa chikumbiro.”
from gwava