Browse Words
Shona Definition
Ku chinja kushandira maitiro kana magariro kana mamiriro emunhu kana echinhu. Ku chinja munhu mari kumupa inenge yapfuuriidza paanenge achitenga nemari hombe kune yaanofanira kubisa. Ku chinja munhu kumupa mari yakatsaukana-tsaukana.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.