Used in other entries
“Kuti fukunu kubudisa chinhu changa chiri muvhu rakapfava.”
from fukunu“Kana chinhu chaka gonyana chinenge chisina kuti tasa asi chakazviunganidza panzvimbo imwe.”
from -gonyana“Kana chinhu cha gonyoka chinenge chisisina kutwasuka.”
from -gonyoka“Kana chinhu chaka gonza chinenge chakaoma pakutema kana pakuita.”
from -gonza“Uku kunyanya kudisa chinhu kudarika chipimo.”
from chidakadaka“Ku fefedza kuridza chinhu uchiburitsa mumhanzi nokuchifuridza nomuromo.”
from -fefedza