Used in other entries
“Ku ndondodza kumhanya kunoita shiri kana kamwana kachiita nhanho diki.”
from -ndondodza“Ku pidigara kuita nhanho diki kwemunhu mukobvu kana mudiki, achiratidza kuremerwa nomuviri wake.”
from -pidigara“Kuti pigida pigida kufamba uchiita nhanho diki, zvine mutsindo mukati.”
from pigida pigida“Kuti piringa piringa kufamba nokukasira kwemunhu mutete, achiita nhanho duku nokumheya zvishoma, achibva kune rimwe divi achienda kune rimwe.”
from piringa piringa“Vana mudhumeni vanoshandisa nhanho dzavo pakuyera minda.”
from -yera“Kuti da da kuenda mberi uchiita zvokusvetuka kana kukanda nhanho refu.”
from da da