Used in other entries
“Dumbu chikamu chomuviri munogara ura nokupinda zvatinodya zvose zvichigayiwa.”
from dumbu“Danga in'ombe dzinobvisiswa mukuwasha sechimwe chikamu cheroora.”
from danga“Chitambo chikamu chomumutambo wakanyorwa.”
from chitambo“Dariro chikamu chidiki mumutambo wakanyorwa.”
from dariro“chikamu”
from chitsauko“Denga chikamu chapamusoro chemba chinofukidza zviri mukati, chichiita kuti zuva kana mvura isapinda mukati macho.”
from denga